STUNNER ARIKUDZIDZIRA KUDYA MARI ,ANODYIWA HAATAURE | Please note that ZiMetro does not edit WhatsApp updates. We publish them as sent by our readers.Stunner arikudzidzira kudya mari, mukadzi anodyiwa hataure ano nyara :said Tanaka Anorld Zingwena.

STUNNER ARIKUDZIDZIRA KUDYA MARI ,ANODYIWA HAATAURE

Tanaka Anorld Zingwena through facebook messages : “Mukadzi va stunner anopenga anochemera dressing table ye $3000 indawa vachitimakisa around africa. ini ndirikuno ku zansibar my wife ane makore 42 ini ndine 25. handina musi vakandi nyadzisa kusvika pakadaro since august i have been staying mu hotel ndichimuhurira zvakadaro.

White women are better off than rich zimbabwean women . olinda kutora video ye ka boyisikayi kavarikugara kumakisa stunner chokwadi mukore uno imba ine matiles pasi ne wardrope inenge mugiba,imba isina aircon,imba isina kana ruva zvaro and she call her self a businesswomen. Gain health thats not her company she is a consultant there.Murikutimakisa kuzimbabwe.”

 

Comments

comments

Loading...

Leave a Comment