AMAI GAMU TAUNTS OLINDA :URI MUDYIWA | Amai Gamu has dived into the Olinda Chideme circus revealing that she saw Stunner with his side chick, Deon.

AMAI GAMU TAUNTS OLINDA :URI MUDYIWA

She said :”I personally saw Stunner naDeon ku HICC kwaDiamond vachitenga nemari yaOlinda .. me I did but yuhwi zvangu, handichemere murume ndomupisa , siya Noxela wangu we know ndiwe wakatenga phone but line ndera Stunner wadii kusiya vapedzerana urizidofo, dyiwa Olinda wakazengaira.. unodhuva kuda kuzviita murume . Mai muponesi, mudyiwa

She had earlier she was not happy to be dragged into the Olinda drama. “Just when you are minding your own, some decide to mention your name in their shenanigans.

If I’ve learnt anything from personal experience, is don’t strike when you’re expected to.

The best clap back is served unexpectedly. I’m not a singer nor a rapper nor an actress ,but
ndichadzoka zvangu …. and it won’t be pretty .

Makajaidzwa nana mai venyu vaikuyamwisai makatsika chiweti chavo, nekumama vakakuberekai !! Izvezvi ndomboti EKE … tichatangidza pamuchati chute.

Comments

comments

Loading...

Leave a Comment